Mark Auraiwa Kubasa Kwaanoshanda All People Crying and Speaking their Condolences
@Tarryn:Mwari vanhu vese ava vakuendepi ,hakusati kwazara here💔@dianamiriro6:hanzi akakadyidzwa ndiye sarai@Mai Kuku:Another day again to cry with strangers nematambudziko@
Qhubekani Moyo:Life knows how to serve bitter grapes when you least expect it, may you God comfort you and take each day as it comes.@bobbyfirmino90909:This is so sad wena May the good Lord comfort you💔Rest in peace Mark🙏🏽@
Amara Mufaro(Rose Girl):saka tozvarirwa nhamo toita life yekutambura tozvara vana munhamo tofazve tiri vadiki zviriko here izvi imi Mwari dairai tinzwe😭😭😭😭😭
@lrene nherera:apa kubaiwa panyama nhete chaiko sorry dear nyaradzwai namwari hama yangu panguwa yakaoma kudai may his soul rest in peace 🕊️🕊️