Bee Wezhira opihwa maviri matatu akaringana.. arikunzi “arikujgira mwana musaga and that’s not it”Inga mukunatsoti mwna wake wanii nhaimiKo iwe unomudii mwana wake asi mune zvamaida kumuita kaniAhhhhh
kushaya zvekuvengera munh aizveeee yuwiiii kusatonyaraaa kaniii who is sheIwe wako takambomuona kupi , urukutiti mwana wake kaa Saka anoita zvaanoda ñaye iye mwana haasiye anotinakidza ndimai vacho
ndovatodaModa zvinhu anaguhwa muvenge hako hnti mwana ndwake iwe Isa wako zveeBee Wezhira kana wakanditarisa usaunza mwana wako mazimbabweans haana kukwana unotukirwa mwana wako kuita sekuti kudiwa kunobhadharwa uyu wegodo rake chero akasakufarira kuno tokuda Bee