Bindura yangu mhaiThe lady is a teacher/deputy head at Chiwaridzo Primary, they went for DNA test and the man came out zero percent and the kid is 22 years doing medicine at UZ πππ.
Murume akaona messages from the biological father vachibvunza kuti chikomana chiri sei, apa mwana anga akapuwa Zita rasekuru baba vamdara.
Zvakaoma ππIiiiii bdakachema apa akarorwa arivirgin .achingororwa akabva aendeswa kuteChers college ndokwaakanoitira mimba achangobva mukurorwa..hiiiii ndakachema ini nanhasibsm crying apa hanzi she is a prayer warrior....kumachurch ukooooo ahoyi...muchatijoiner kumutoriroUkakwira mugomo uchitsvaga makudo unosangana nawo.After 22 yrs woda kuzotsvaga kuti mwana ndewani zvoitawo here izvozvo iwe wamupinza chikoro?
Makare kare vazukuru vaisimbisa dzimba dzana sekuru vavo kuvharidzira urema asi hatina kumbonzwa kuti vakaendesana kumatare.
Generation yemazuvano dzikamai imi futi varume hamuna kusimba kana mabata chokwadi.Munhu gara nevana vako ivavo vawakapiwa nemkadzi wako aaah.Zvino honai manje baba ava vazvifumura uku mwana ari kuVhaa .Imagine stress dzacho dzekungozvipa wega.Kana foni yemurume isingabatwe ko yemkadzi inobatirwei πππ