Breaking: kuNorton kune murume awuraya mukadzi wake ndokumusunga mawoko nepant rake then makumbo ndokumusunga neSkirt yake ndokunomurasa kumaHuswa.

Breaking: kuNorton kune murume awuraya mukadzi wake ndokumusunga mawoko nepant rake then makumbo ndokumusunga neSkirt yake ndokunomurasa kumaHuswa.Murume

 

 

 

 

awuraya Mukadzi kuNorton achiratidza mapurisa kuti amuuraya seyi. Awuraya mukadzi wake ndokumusunga mawoko nepant rake then makumbo ndokumusunga neSkirt yake ndokunomurasa kumaHuswa.Wari kuti Tete , tete miswai imi . Tete wari kurwadziwa uye wakatakura kurema , unenge waudzwa nemwana we

 

 

 

hanzvadzi kuti Tete ndatambura mu marriage , iwe woti shingirira mwana we hanzvadzi, then zvozosvika apa pfungwa dzinotenderera . Unenge wakuti dai ndakaziwa ndakamuri dzoka zvako. Munhu wamungatorowe mukagona kumubata ndiye iyeye Ari kuita interview ?

  • Share: