Saturday, May 04

Brenda Wekudanana Na Freeman Otaura Haana Dora And Kunhuwa Haanhuwi Hake Weti Anechirwere Chemweya Unongosimuka Zvakaoma

Freeman haana Kadora imi musanyeperane Ane Mukwende wemboro uya

 

 

 

 

Akambodanana ne friend yangu long-time ago haisi wet anonhuhwa hudzi itori problem iri paari kubva kudhara chero akachena sei hutori hurwere hune vakawanda m sure vanoziva va

 

 

 

 

 

understand zvandirikutaura hazvisekanwe hakusi kuda kwake

 

 

 

 

Kwese kwaarikuhurira varikuchema nenyaya yekukachidzwa neweti..Adii azvigarira kumba nekadora kake neweti dzake nhai imi.

  • Share: