Bus Rinonzi Bless It Up Ma 1Ayaa

 Hi. I want to name and shame this bus rinonzi Bless it Up, takakwira bhazi iri nezuro 20/08/2025 paEngine garage muBeitbridge kuma6 raito loadewa nemaHwindi maDriver asipo. At around 8 pm, maHost nemaDriver came drunk. Reckless

 

 

 

 

 

driving yaiitwa naDriver from Beitbridge to Masvingo haina kunaka. Apa havaterere when they get warned nema passengers.Iri bus nderana malaicha so hapana anoterera mumwe imomo cauz vanenge vari more than 5 mumwe nemumwe aine ma customer akeIri bus mmmm ndakarikwira 2023 Dec ndikabirwa nahost anonzi Takudzwa

 

 

 

 

kuviga zvinhu zvangu .kwakuzo buritsa pava paye azvichinja nzvimbo.akada kundi vhundutsira ndikamuti mmmm usaitira pandiri paakazotora zvinhu zvangu nepazvaiveka mmmmm bless it up nonono65 passengers moitiswa nevanhu 3 that's why mu Zim

 

 

 

 

tichingochema we can't unite to deal with our problemsAkandikata muChivhu ndakada kufendaiiiiii bhazi rakadhakwa iri handikwire fut… kuti loader kunge masaga number yevanhu vanga vakamira yaikunda vakagara kuwanda hanzi indege yepasi arizari nxaaa…. kutocomplainer vaiwedzera kututira vanhu kwirai at your own risk

  • Share: