Cape Town Kraifontien Uber Driver Atsakatika

Anonzi Author Phiri let's hope ari safe?Makadiii guys tikutsvagawo Hama yedu iyi aiita uber akaita ride Saturday night around 9 manheru but trip Haina kusvika kwayaifanha kuenda kubva ipapo he is

 

 

 

 

 

nowhere to be found ane any information tibatsireiwo or kuzivisa mapurisa… mota yakawanikwa kuNyanga but vakaibvisa mamwe maparts

 

Batsiraiwo varikutsvaga hama yako ava guysHaa maride eusiku aya muno mukappa anotyisa

  • Share: