Cat Family Zvayendwa

Nyadzi dzokunda funeral achingoti miromo mitema semachende echikotoraNyadzi dzinokunda rufu kwakwakunyara kuti ashaya amusekerera cat family yangaichingoti durura ubaye akati eeeh zvinokwakuchizodii paye ndikaenda🤣

 

 

 

 

🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Nyadzi dzenga dzenga idzoIni I got very interested nekuti Jeke NEVER commented anything today after live ya Mai Tt vachiti ndakakumbira ruregerero and we are GOOD now na Onarebhoo. Now Jeke posted achiti Tom durura uzorodze cat family kuoita blackmail cat family yatoofarira kudai tese (her words). This is sarcasm but wrapped up in maybe kutsamwira onarebhoo or

 

 

 

 

disappointment kuti vakabvumirei sorry. Idi apeno.Kunyepa hakuna ambophona🤣🤣🤣Nyaauye nema v11 kune vamufonera muchanyeperwa nemupurwa uyoHanzi tumwe tuma ghost 👻 twune dzungu mai tt handivasiye 🤣🤣🤣🤣🤣🤣Nyadziidzo afungaachanzi please please anzi durura hako 🤣🤣🤣🤣 Mai tt

 

 

 

 

ndavatambirekure na To haavadae anodavagare vachituka iye orova attack coz sei achiramba ongoti mai tt iye anzi siyananeniSekuru ndevedu ane benzi ndeane rakeBatai homwe dzenyu vanhu veku UK 🇬🇧 musape munhu uyu mari please ngataure zvaanazvo mari akadya kare zvikakwana

  • Share: