Thursday, May 02

Chiwenga Haasi Kufara Zimbabwe Ichangochinja Zita Yonzi Munangagwa

Chasara kungobvisa zita re Zim rakunzi Munangagwa kkkkkk nyika unotongwa nevana vayo kkkkkkEven amwe ma leaders ari mu zanu anenge akanwiswa mvura yagezeawa munhu akafa kuzungaira kusvika pakut munhu anoita zvanoda iwo wakatarisa.

 

 

 

 

Shame ndikunzwira vana wedu tsitsi towasiira chii chawanozotiwo takawaitira. Apa isu tikuwomeserwaZimbabweans we're fools uye tirimagwara haaa kusvika tamuka regai timameChiwenga ndiye rimwe ziduzvi ungatendera nonsense yakadai chokwadi ndosaka mary aida kuripedzisa dai zvakafaKusvika tabatana sema

 

 

 

 

 

 

Ndebele tichatongwa kusvika tosura mhepo mudumbu musina chirimoWe deserve everything that is coming our way.....go Munangagwa go, Isa netuzukuru tune ma5years pahuMinister kusvika tamuka senyika. Famba

 

 

 

 

 

Mnangagwa usamira!!Now vakuita ma family party ma indoors party ma rally hapachina uchaionera pamapikicha chicken inn chawasara nacho i ragalia asina kana sipo yekumawacha even green bar yeah maiveko ku mugurasheni zvee kkkkkk famba dzimwe 5yrsBut ma Zanu mwari ave nemi sure kuita Zimbabwe Private Limited. Sure hre ED kuzadza Cabinet ne family yake 🙄

  • Share: