Content Iyi Vavekuisa Mwana Mucheche Achangozvarwa Mubhurugwa Ana Nyathi

Post as anonymous pliz. 

Ndokwatasvika here nekuda content, kuisa mwana mubrugwa. Mai vachito zhinya zvinya. Musazochema mangwana..Vakutoita zvikukutu

 

 

 

havatombovaise mubrugwa kkk ndivava vanonyepera kuziva tsikaAah vanonyanya ava mwana wacho kana kupihwa nguva yekufema anga atopama skits frm hospital

  • Share: