Sunday, May 19

Dambudzo Munangagwa Achivhotera Chamisa Kukwekwe Aiwa Arikutotya Mazimbabwean Ajamuka Haachade

Mutungamiri webato reZanu PF VaEmnerson Mnangagwa vachivhotera CCC nhasi kuPricarb farm muKwekwe. Mifananidzo ina Mlondolozi Ndlovu.

 

 

 

Mukuseka zvenyu asi ED akahwina kuchachemwa nenzara muZim already yakutoverengwa panyika dziri very poor in the world. Zvinotopisa tsitsi hapana kana chinosekesa fungai kuti muzvipatara hamuna mshonga akawinner dzimwe 5 years chii chichaitika already zvinhu zvakatosunga kudai.

 

 

 

 

We have already lost it😒😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭ballot papers vanawo already voted hakuna humbwa hwakadai many areas hkuna ballot paper πŸ“„ vakadiii ku prenta according to voter’s registration role with extras haaaa shem Zanupf Mwari ave nemi chokwadi

  • Share: