Form 3 Girl Netsai Abatwa Achibva Auraiwa

Kurepa munhu womuurayazve hutsinye hwakaitasei chizvo..

 

 

 

 

Netsai anga ariform3 awanikwa akaurawa paNorton. Vakamubata chibharo ndokumuuuraya. Ingoti famba zvakanaka Netsai..zvinosuwisa.

 

Rest in Peace Sisi 🙏. Vakomana musadaroNyika yedu yapindwa nei asi💔

  • Share: