#Muchidimbu cherondedzero.
Mwana mukomana ari kudemba kuti kana pane anoziva hama dzaEdward Bvuma hanzi huyai mutore hama yenyu.Murume uyu ari papicture 👇 aidanana nemkadzi ane vana vake saka mkadzi wacho akazofa zvino murume uyu akurambira pamba apa achiti naiye ndepakewo nekuti ndiye akaextender imba.
Ari kunetsana nemwanakomana weipapo pamba achizviudza kuti imba ndeyakewo haasi kuzobva.
Saka mwana mkomana ashungurudzika kwazvo kwazvo ari kuti zvikaramba zvakadaro mdhara vachabva pamba vari chitunha 😂😂
Saka ari kukumbira kuti kana pane vanomuziva huyai kuBraamfischer kuPhase 2 mutore hama yenyu ichiri kufema. 😂Ummm ngaasadaro ko aizviitire kuextende pastand pasiri pakeHe is very stupid mudhara uyu only mwana haazive ma procedures chinonzi imba izita remunhu aripama title deeds
ndiye muridzi Ku extender imba ya landlord it's your own choiceAitadza kutsvaga ruzevha kuti azowana kwekugara ngaasiye vana pamba pavo aar hameno hake haavazive vakomana kuti vaneraya hama dzamdara pliz torai munhu wenyu asati araiwa nemwana