True it's too much even Jah Prayzah handifungi kuti achirikuzvifarira ini but haana hake zvaangaita because anogona kutouraiwa nematsotsi ngaamupe private .
kwete izvi thats fake love plastic smile Tiger smileHapana hubestie apo queen business rekupukuta mari uyo wowana cut. Publicity stunt hameno kuti ndeyeyiTaurayi henyu queen we are suffering outside Zim the moment u said u are Zimbabwean and it's painful🥹🥹🥹
Just today I saw a video of a medical doctor achichema and she was saying they are doing their best but Havana kana ma machines in the hospital. Haaaaaa ndabatikana kani yuhwiiiiii hhhhhmmmmmmm.Dats true💯🔥 mi lovely Matemai
homwe yeDzimbabwe mapedza masports