Ku Dubai Uko Pashata

Nhai Lorraine Guyo Productions - Chihera wakuchinjanisa varume kudaro chii asi munhu asati ane mwana ummm Mubereki aka kosha kana munhu asina anomupa ma advice mu life anoita edzi asina mwana

 

 

 

 

 

Zvemba handione zvichibuda apa hupenyu hwese achingofongoreswa 💔💔💔🔥 Emmanuel Zellers GumboUyu muface arwadziwa naAdmire akati zvemusagq bodo🤣I hureeeee iri zvekubuda naAdmire ngochimbi ritori Dramaiyi imvandarara nekuti mvana munhu ane mwana ko uyu haana

 

 

 

 

mwana asi haasisiri mhandara yamvandararaEmmanuel Zellers Gumbo chikomba cha Lorraine Guyo Productions - Chihera ndiye waari kusvirana naye ku Dubai 

 

Mama Vee haana girlfriend ingori content yaari kuita na Guyo kuti musarambe muine mind yekuti iGay 💔💔💔

  • Share: