Kune munhu akaraswa kuSoweto Meadowlands zone 6 sigwe street, pamwe une hama yausiri kuona.

Kune munhu akaraswa kuSoweto Meadowlands zone 6 sigwe street, pamwe une hama yausiri kuona.Joni ma1,,saka munhu anotoenda kumba wotoenderera mberi nehupenyu iye

 

 

 

 

awuraya munhuHaaaaa south Africa ine ngozi ndapota hangu I hope they know what they are doing coz honestly ka this will back fire vari kudestroyer future y

 

 

 

 

avo negeneration ichazouya dai pagadziriswa zvapo even though it's too late vanhu vangani nhai veduwe and most of them maforeigners ngazvisadaro may mweye werudo nekutaurirana zvakanaka be restored in sa ummmmmm

  • Share: