Kunyepera kupusa chaiko chii chakadaro kana muridzi asina kuisa iwewe woisa manje zvinorevei . It’s good hake akumbira ruregerero awona kuti akatadzamusikana uyu aisa video re lost in ashes kutick tok maiweee ange apinda busy mai tt vatombomu poster vachimutsvaka ndopaazoisa this video
achikumbira ruregerero. But pachokwadi she was wrong zvake musikana uyu why ku leakosa video ndiko kuroya regai mai tt first vadzosa mari dzavo veduwe. She worked so hard for this . Anyway page rake gone maita basa apa I stand with mai tt zvangu