Hama dzemurume uyu dziri kutsvagwa. He passed away and at the moment body yake iri muMortuary kuWellington, Western Cape Province. Kumusha aiti anobva Mwenezi nzvimbo inonzi Maranda. Zita vanoziva vari kuti anoshandisa zita rekuti vaRutanda. Fambisaiwo kumamwe maGroup pamwe angabatsirika. Imwe information
iri kuti ane hama dziri kuKhayelitsha Capetown.The guy was already dead apa vanga vasara kingovhara maziso the smile 😊 will go with him people die different vamwe vanoshama muromo,some close eyes some bite muromo , some will open wide maziso kudzvokora zvinosiyana how your last breath was taken vamwe vanorutsa mhepo,some kuzviitira ,some munhukwa some kutsva ,some short of breath ese iwawa mawaysMay his soul rest in peace
Right vanhu ngatidzidzei kutaura kwatinogara tichiudza hama dzedu in case of what may happen,,some people they use to say handina basa nemumhu handinyengereri especially to relatives but when it comes to occasions like this it's a burden situation to neighbours kutsvàga hama dzemunhu