Special class iye urikubvurwa kuIG uko 🙈kuzoti happy birthday Pokello zuva racho risati rasvika😂😂😂😂.Mukadzi uyu ngaambodzikame mbichana😆😆.Apa kunyadzisa kwazvo yooo angoona someone post ndofunga Akati ndasara kkk comment section ikati a isu atijaidze akanyambaidzwa kwa Olla vanhu vakati dzungu amugone kudzikama hre a mukadzi uyu dzungu shuwa kakunyenama so😂😂😂😂😂😂
anekakunyabvurira,kakuzhangandira so and speed yaainayo so dambudziko anoda kudiwa nemunhuwese semari ndosaka ririhure..mukadzi uya andakumbobvira ndamufarira why cz akabhabhauka tumuchBig brand of Zimbabwe 😂😂😂😂😂dzungu too much pana Tarisai….l have an ask Tyra from Tarisai Ndri zita here ritipa birthsetekete or 😂😂😂lm just
wondering kuti Tyra tinokwana papi pakinzi Tarisayi
If forcing friendships was a person😂😂Ndo 1 chinhu chakavegerwa mura nevamwe she will never stoop so low like this all in the name of kuda kufarirwa aii neverShe's a big brand herself I dnt understand why achizvidzikisira so ndospecial class yacho here