Friday, May 17

Mai Maketeni Vomira NaMaitt Vachifumura Zvavanoita Kujeri Achati Abuda Hake Avekutukwa

You are a true friend Chloe be strong though l see tears in yours eyes.Felly kana adzoka pliz mumuudze arege kuita zvemafriend . I don't trust Mai maketeni avo

 

 

 

 

Mai keteni tell your friend feli kt abvise pride uye akumbire ruregerero Kuna Tete Mildred nevose vaakabira Mari nevabereki vake kna uri friend chaio smart ahashamisire ahana zvokuita mujeri ska kuzvigeza ndobasa racho

 

 

 

 

anondibhowa feli utsinye mhondi kurarama fake life mese iwe Mai maketini sasikamu remukadziHaroo haroo vavengi va feli chiregai kurwadziwa zvakwana 🤣🤣ehee arikujeri hazvichinje tazvinzwa zvakwana 

 

Thank you mai maketeni isu zvireshe madofo ma housegirl we love you zvekut hamudi feli rato drama ❤Chloe chigarai pasi nevanhu vakajutiwa ne

 

 

 

 

Mura mukumbire ruregerero or else she will pull Dem socks for the rest her life in jail nyaya dzisinga pere plis smart remuchikurubhi achagara akarirova arimo we want want peace vanhu vamuregerere

 

 

 

 

Achati abuda hake kamuchachilo Ave kukuudza kuti kambwa ndakambokutuma kuti uuye kuzondiona kuChikurubi here kambwaaa🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • Share: