Mai Tadiwa Ku Capetown Nhai Tenzi

Haaaa inyaya yeiko nhai mai tadiwa moda kuuraira munhu murume hereNhaimi ndine sister urimu same situation please ndipeiwo number ya sisi Melly veduwee tinofirwa nemunhu takatarisa

 

 

 

 

Sorry kana chiri chokwadi asi siyai system yekuti munhu ndewaMwari imi mai Tadiwa mukwane mhani ah ko adii kuenda kupolice nekuti akaona vedio anokudzokeraPhone yaarikuitisa

 

 

 

 

video adi kufonera police or anyone aripadhuzeBaba tadiwa murume wemunhu here ...hanzi mai Tadiwa vaiva pacal chii chirikuitika nhaiHelp inopfuura kubvapo hre uchimirira adzoke uchitadza kumhanya kupolice tinosara takunzwa nyya dzako waurawa ibvapoo

  • Share: