Malloti arrested accused of cyber bullying Prophet Passion Java. Controversial Zimdancehall artiste, Malloti spent the night in police custody in a case she is accused of cyber bullying Prophet Passion Java. kutuka passion Java kuti kumhata zvinosungisa here 😂? Java imhata zvatongoziva tose wani.
akatengesa mhata hava sungwe ×vakatuka munhu kutii mhata vakusungwa its gayish accepting defeat from munhukadzi,shuwa murume mukuru kutoenda kuPolice achichema kti a woman bullied me Kusungisa bhebhi nekuti rakutoka pa social media ? Haaaa vaPanganai vakaoma havo Vana elviddo nyararai mukaenda kujere munodzoka mave righ