Maphosa-china Uyu Anetsa

Hello, can you please post for me how we can get assisted by Tafadzwa Chidawo private investigator. Pane a lady called maphosa-china she is scamming people and we only realized now patanzwa nyaya dzake. She blocks everyone who complain so new people

 

 

 

 

 

don't see bad reviews then people vopedzisira vaisao ma order, Saka zvaanoita vamwe zvinhu vanowana so she get a bit of good reviews then vamwe she scams them. Ajaira kuti takapusa hapana zvatoita parizvino atodzokera kuchina hake. Asi veduwe toshandira vamwe here.

  • Share: