Mapurisa Paasvika Kumba Kwemukadzi Arikutora Vana Ropa

#Copied

Nyaya vemusikana wekutora mwana ropa!

 

👇👇👇👇👇👇👇👇👇. [26/05, 22:13] +263 : Hanz police yaenda kumba kwake yawana 30 ma syringe asat ashanda ne 2 ltrs yakazara blood

[26/05, 22:13] +263 : Hanzi toriendesa kuzambia

 

 

 

 

[26/05, 22:32] +263 : Pandaishandira paGokwe centre ndaitotenga pamusika pake bt munhu akangoita mari vanhu vasingafungire akatotenga mota kaHonda fit 

zvo aiva mabasa erima. Sis vacho vanotengesera muRank yemabhazi. Haaa zvinotyisa

[26/05, 22:34] +263 : Vakadzi tashata shuwa hapana kana 3 days musikana anobika sadza paChicago auraya mukomana anotengesa madrinks paNrichards

[26/05, 22:38] +263 : 2 litres dzakawanda hadzo🤭🤭

[26/05, 22:41] +263 76: Kusungwa kwake ma1 achanonwa vanhu ropa mberi

 

 

 

 

[27/05, 09:45] +27 7: Inhau yekuda kupfuma veduweee huye money is the root of all evil zveshuwaa haaayas 🙆🏻‍♂️🙆🏻‍♂️

[27/05, 09:46] +263 76: Ko kunyenama achtorwa mapics

 

 

 

[27/05, 09:58] +263: Anotyisa mukadziuyo

[27/05, 10:08] +263 : Vanhu vakungoita yese yese for money....hazvishamise vakatowanda vanhu ivava varikuita izvi

[27/05, 10:11] +263: Akarohwa anotaura

[27/05, 10:11] +263 : Mucht ari ega kana

  • Share: