Mashandi Wepa Bottlestore KuDema Awanikwa Achidya Imbwa Bota

Mashandi Wepa Bottlestore KuDema Awanikwa Achidya Imbwa Bota. Muridzi we bottle store asvika kubasa kuma 5am akanzwa imbwa ichi hurura muimba inorara mushandi  ndikuwana mushandi achizhaka imbwa. Nyaya ra repoter ku sabhuku mushandi akanosungiswa.  Watch video ku WhatsApp https://whatsapp.com/channel/0029Vb6dxKvFCCoXLbB8dA39

 

Haaa amana...boys chiiko amana...madhimoni erudzii Aya boys. Varume ndoma bitch amkuda yah andapera kanonaka kese kkkkkk. Kuita se setup video wani...the guy avhura he gave a sign knowing something is happening hapana kuwanikidzwa apa dai watoti akataimirwa yeah it will make sense....bcz kuwanikidzwa, awanikidza wacho should also be a surprise but anga ari kutoziva zvirikuitika mukati

murume mukuru kutogomerera neshure yembwa kwaaaaa kutoomesa tutako manje nxaaaa apa kutoirambidza kubuda Mwari pindirai chokwadi nembwa here it's better hako uende pa touch line unohafudza huturu hwacho

  • Share: