Thursday, May 02

Mashura Wasu Murume Mukuru Morepower Akupfeka Magogi Vanhu Voti Tasuwa Vamugabe Ndokudii Ikoko Munyika Ngaasungwe

Kkkkk saka wasu akutopfeka maheels 🤣🤣🤣🤣 VaMugabe mukai vanhu vaye vatanga

 

 

 

Ini handingambodi kutorwa pic na wasu uyu ...i don't endorse zvekupenga izvi zvehwenge mhuka hwenge bere ...kana urimurume be a man...uri mukadzi be a woman aaghHandisikuti chii kana kuti chii but kufanana kwa Wasu na Miss Universe minus pendi kurikutoda Tinashe Mugabe.

 

 

 

 

 

Pasi nengochani ?morambira ani ivo vakazarisa kutongofanhira kudzidza kugara navo muwood mangu mutone 6 takatombotanga chisvipa dzamara tajaira hatisina nda navo ngavaite yavanoitaMu core show wha care..

 

 

 

 

Murume anozviita mkadzi nxaaa Wasu ngaasungwe

  • Share: