Mkadzi akabviswa chibereko 9yrs ago abatsirwa maquadruplets .Ichi chishamiso chavhundutsa madoctors

#Miracle

Mkadzi wekuZambia akabviswa chibereko 9yrs ago abatsirwa maquadruplets .Ichi chishamiso chavhundutsa madoctors nevamwe vese kuti munhu asina chibereko anozvara sei.I know one akazvara iye

 

 

 

 

 

akasoobviswa ma tubes.its God showing off havo that he is a God of miraclesYes anozvara hanzi anoita nhumbu muma tubes atozvara mwana kazhinji anoitwa app

  • Share: