Friday, May 17

Mudhara Rusike Voti Dambudzo Akuita Zimbabwe Company Yake Kuisa Vana Vake Zimbabwe Haina Varume Ngatirwei Murimagwara

Mudhara Rusike Kupopota Emmerson Akuita Zimbabwe Company Yake Kuisa Vana Vake MubCabinet Kuti Vabe

 

 

 

 

Emerson hamusi kumuziva ndiye aive nemadeath ese aye anana boarder gezi vese vaye it's him mugabe was goodChristianity tainyanya muzimbabwe the whole entire Zimbabwe ruled by one family this is too muchHavanetsane muZanu kana zvirizvo zvamakamirira , vanoto mutya ndiye ring leader vavo.

 

 

 

 

 

 

Zimba tiri magwara fullstop.Tichanyatso mama 2030 akati anenge achipo.Paachasiya achaita mwana vake presidentKusanyara kwaidiot uyo 85 iye ega haoni kuti zera rake harichaita kuita kunge Zimbabwe is a family company kutotaura richidada kuthi mondidii 👹👹

 

 

 

 

 

Kana akuita izvozvo ngoma yakuda kubvaruka coz handiti ndozvakabvisira vamugabe here izvozvo zvekuzadza hama kunge company ndokufarisa chaikoHe is on the vedge of collapsing watch the space, I mean politically. Mugabe did this and what happened?

  • Share: