Hi Ruka Mukadzi uyo akaroorwa nemurume wandaive naye tisati tarambana uyo Mwana wangu waanogara naye ndakasenderwa mapictures ayo naBaba vake zvichinzi "Mwana wako auya kumba Uniform yakasviba Mainini vake vakamuranga
tazongomumhanyisa kuchipatara kunosonwa asi anzi naDoc aribhoo zvake" saka handichazive kuti ndodi l need your help ndovasungisa vese here or ndongosungisa Manini chete?UZ hamuna zera nayo