Mukadzi Uyu Abva Ku Brits Kutevera Murume wake anonzi Langton Chiembe.

PLEASE SHARE 🙏🏾 | Makadii mose. Pane mukadzi abva kuBrits arikuHammskraal anga auya kumurume wake. Zvino haana phone number dzemurume wake. Murume wake anonzi Langton Chiembe.

 

 

 

 

Vanoziva murume uyu please tell him kuti mukadzi nemwana vazungaira avachaziva vodii.Vamwezvavo vanevakadzi vanovarangarira wangu kubva zvandakamusiya 2010 pa world Cup

 

 

 

 

 

nanhasi haana kumbotevera chero kufonaAnga Achiti akuendepi asina number dzemurume asingazive futi paanogara nhyI'm proud of all mothers👌look at her nemwana wake mumaoko, mwana ari happy kana kumboziwa kuti mhama is confused and baba havasi kubatika

  • Share: