Really Sad💔 | A 20-year-old boy from Nyerenyere Village, Mutoko, akasungirirwa pamuti akarohwa nababa vake pamwe nasekuru vake after they caught him stealing meat and a jacket.
The young man later passed away due to maInjuries that he sustained during the beating.
📸H-MetroMamwe marovero Acho , unotoona kuti apa vanhu vakutorovere munhu ma economic challenges chete, may we not take our frustrations that far.