Thursday, February 22

Munangagwa Dynasty Mhuri Yese Kutonga Nyika

kuzoti vatisingazivi magirlfriends ake nemasidekick....Kotikazoisa dynasty yababa chatunga yaiti vana sisi vese, vazukuru vese Ma cousins,etc etc tazvijaira wots new🤣🤣

 

 

 

 

Africa nevatungamiri vayo bodo🙆🏻,Vavakidzani voita meeting yekusimbisa hukama pakati penyika mbiri idzi kuAmerica..

 

 

 

 

 

Team iri most their time vanoswera vachituka western countries vachiti mawestern countries arikuda kupamba nyika dzedu ....kunoita meeting yekusimbisa hukama munyika yemhandu .....maboora ngoma aya.

  • Share: