Mupurisa we ZRP akabatwa achiba mumota memunhu achinyebera kunge ariku enforcer ma laws but iye achiba hake ,paange aunganirwa nevanhu akabva atiza zvekurevesa chaiko .Video ku WhatsApp https://whatsapp.com/channel/0029Vb6dxKvFCCoXLbB8dA39