Mupurisa ZRP Azvamburwa Nema Citizens

Imagine masvika naye paSoutherton muchingosvika pagedhi otanga kusalutwa achinzi maswerasei Shefu😂😂😂 ndopamuchaona kut Jesu idomb

 

 

 

🤣ko munoona sei kuti uyu ndewe bogus uyu ndeweshuwa? 😭 Officer vapinda busy

 

 

 

Uchati upfeke uniform yeporis dhuma dhuma na Alois anoziva kuti hauna kunyora fomufoatori mupurisa munhu uyo tables wil turn angopinda paStation ndaona vakomana vakukumbira ruregerero avoPamunosvika pa gate obva azivana nevamwe vake kuti haasi bogus ...obva

 

 

 

atanga kukutii chikambairai nedumbu kubva pa gate paya muchipinda mukati😂😂 things won't be well😂Tikangoziva kuti hakuna mupurisa anomira m

Paroad block anenge akapfeka uniform nyowani im sure tobetsereka vedu chaivo ndivava vanopfeka marengenya emauniform akaumbuka

  • Share: