Ndavhara face dzevana.
Murume uyu nevakadzi vaviri ava vakabatwa vachiba nyama, murume
ndiye aiba, vakadzi vonyepera kugadzirisa vana kumusana murume achikanda nyama kumusana.
Shuwa kutonhodza vana nekutambudza vana zvakadai, maZimba musadaro. Makafambira kuzoba here kuSouth Africa?Inzara haisi mhosva yavo...
Dai vakakukumbirai maivapa here or maitanga kuvati lazy peopleThis is poverty!