Musikana ari busy so live later tonight makati ndinonyepa mykanditukaka saka ndakuvaisa palive vese mav11 anoswera achinaya mai nyati is threatening faith vamubloka nhasi pafon yanyathi faith atsamwa akuda kudurura zvese!
Faith kana wakanditarise urimbwa Moda nyati nhsi nguva yese waivepi wy muroiKo iye faith wacho ari kuganza nekuhura nemurume wemunhu ere ndosaka vanhu vachizoroiwa vozoti pamunhondo
pamupfuti ehee tazvinzwa kuti akahura nanyathi ahwinha ngachisiye vanhu vafare mumarriage yavoHande nayo ndima nyathi ashawu bamukuru ashawu akunakuna