Mutare Chikanga Mukadzi Apondwa Nemurume Nenhau Ye Betting

PaMutare apo kuChikanga mukadzi akazvandakatswa mushure mekunge atora Mari yaBaba yavakahwinha kuBetting achindopa vabereki vake asina kuudza murume pa $910 akanopa vabereki vake 200us izvo zvakatsamwis

 

 

 

 

 

Murume uyu iduzvi remurume aiviga mari mumba munemukadzi kuti zvidii mari inopihwa mukadzi ochengeta haabi inyaya yekuti murume haapi mukadzi mari mukadzi wake akatogona akaba mari next time achahurirwa nenyaya dzekuviga mari

  • Share: