Beating up this man won't solve anything otherwise kutoita ngozi. Ingoramba mukadzi aende simple clean dealKo madii kuvarova vese sei murikungorova mrume chete pamwe pacho panoda kushandisa pfungwa kana mkadzi ahura anorambwa zvekuzorova chikomba ndezvemadofoRova mkadzi wako akabvumirei kunyengwa iye akaroorwa,varume vagara vanonyenga
Mkadzi wako ndiye hureKurova munhu unoparira dzinza rese nekuda kwechihure chemukadzi kana atohura ukazvibata uchadeyi chimwe watoziva kuti haasi wako siya zviende usina wawarova kana, kukuvadza ukarasa side unonono gara mujeri nekuda kwehure remukadziDambudziko munotora michero yemusango mosima pamba motarisira chii.mutohwe
wakambosimwa pamba here dai kuri kuparira dzinza ngozi varume vanonyenga iwe mukadzi ndiwe unotoramba .mapurisa basa iro.Kana ukarova munhu zvochinja here shuwa?? Ingopedzerana nemudzimai wakoMutsipa falls in trap yaMai Joy shame