Guys mwana Atambura uyu. Mukadzi uyu Akakwana here please ngatimusungiseyi
video rese WhatsApp https://whatsapp.com/channel/0029Vb6dxKvFCCoXLbB8dA39
Uyu mwana atambura uyu....... Mukadzi uyu kaa I pray asafe akabata mwana mumaoko uye asafe akachengetwa chero Nani zvake kunyange atambure sei. Mukadzi uyu ndinonamata kuti akwegure achigara ega uye achiona vamwe vakadzi vachichengetwa nevana vavo.
Dai akafira musango akadyiwa hake ne mhuka dzesango pasawane munhu chero hama yake kana mutorwa anomurangarira munguva yekutambudzika kwake. Amen.
Vana vane vachingo pedzerwa shungu veduwe. Baba vakahura or vakasa chengeta mwana hutsinye hwese kumwana. Plz zvarai vana cz iwe uri kuda mwana n murume akaenda yul know unochengeta with love n pride. Even vid ikava yekare munhu ngasungwe.kurova mwana rudzii ikok