Mwana Awanikwa Akakandwa MuBucket Mugomba ReJecha

#BreakingNews: Baby dumbed  in Dhonoro area ,near Kutsaga primary school grounds, mwana awanikwa Ari mubucket mugomba, makomba anocherwa nevanhu vanochera jecha, aonekwa nababa vanga vachipfura around 9am today.

 

 

  • Share: