Mwana Mukomana Weku Mhondoro Anonzi Panashe Akauraya Ambuya Akabhadharwa $5US Kutengesa Nhengo

Mwana mukomana uyo anonzi panashe akauraya ambuya vake kuvacheka cheka ma.private parts ndokumopa akamutuma.kuuraya ambuya vake uyo asati abudiswa zita pachena ndokubadhara 5 US dollars zvakaoma ingoti zororai murugare ambuya vapanashe.

 

Video Ku Whatsapp

 

 

 

  • Share: