Mwana Uyu Atorwa Ne Honda Fit Ye Black community Woyee

Uyu Mwana anonzi Maloon hanzi atorwa emota honda fit ye black kuseni paGate before the real driver asati asvika asi mubereki angofunga ndiyo mota nemwana saka vazoziva kuti mwana kubowa pauya driver wacho 

Izvi zvaitika kuOddi

 

 

 

 

 

Pliz share this kana pane aona mwana uyu kana mota iyi zvimwe achamudhamba 

Let's pray for our boy AVE Ari safe kwaari ikoko awanikwe

Pliz fambisai shoko

  • Share: