Sunday, May 19

Nakamba Kubva Zvaakaonana Ba Dambudzo Akungodzungaira Muground Akaberekeswa Mweya Wetsvina

Panenge pafamba mweya usina kumira mushe, Kubva zvakaenda kuFarm akadzoka akaberekeswa chete, sezvakamboitwa gore riya futi ku Aston Villa

 

 

 

Arikungodzungaira mugroundIye ane dzungu blaz uyu,unoramba uchimhoresana ne munhu akaita kuti uwonekwe kunge rombe pa Villa apa

  • Share: