Nellie Wachenuka akasangana nemuface wake pafacebook anga atoona amu marriage nemuface wake.Nellie haana kuziva kuti ndohunhu
wa Baba Ava wekufamba vachinyenga Kuma inbx ndobva avaramba😂Muskana akasvika pakutapirirwa nerudo rwepa fon kusvika achinja surname yake kuita yemuface asati amurora wakaona pafacebook 😂 wasati ambosangana naye.Ende muface akadya baby Mari
kwete zvekutambaIPod pafaacebook pazara mbVh kNi ummm ndine vanwe vatoziva zvakaomaNguvai yese iyi ndichitsvaga Nellie chitimbe izvo akachinja surname hakoNdi Nellie Chitimbe hre kkkk
Anenge akangwara ngwara wani
Hakusi kuda kukudza page hre zvake