Nyaradzo Hearse Yanga Inechitunha Yaita Accident

 Pachivanhu they say this has a meaning. Let us know kuti wakanzwa kuti zvinorevei kana zvaitika so.

Hamus kuvaziva vakomana vezvitunha kamurovero kavanoita mota vave muhighway . Ummm let's Thank God for the gift of Life...vamwe vachifa ka2 so ..kuita make sure🙌 Munhu akanyatsosiya ataura kuti ndoda kuenda paHeroes Acre imi moti kwete, naye Mberengwa Haaa kwamuri kumuendesa hakusiko mukomana arikuda Harare ine mahure 

Pachivanhu vanenge vakuti mufi anga asingade kuvigwa kumusha kwake nekuti ndiko kune akakonzeresa😂

 

  • Share: