Friday, May 17

Olinda Oti Mwana Wangu Sean Murume Chaiye Atenga BMW Tytan Murume Mukuru Haana Kana Honda Fit

Olinda Chapel Mwana Wangu Sean Ndiye Murume Chaiye Vamwe Varume Vakuru Sa Tytan Haana Kana Honda Fit Ndakakuyarutsa Big Boy Bussiness BMW

 

 

 

 

Olinda remember Tytan unemwana naye besides hupenyu is like an Ass unomuka mangwana usina makumbo ese that same tytan will bath you tsiurikaSorry ndinoita sendinokudzoserai kumashure saka paakachata nekuroorwa akazviroora olinda nekuzvichatisa natytan wacho ....KO kuzoda kudzidzisa

 

 

 

 

 

Mwana zvipenyu iwewo Uri Mai benzi vanokwidza nekudzika nemastreets emedia....chero une Mari yakaitasei hatichekukire mapete anokwidza nekudzika ....Olinda wakakweshera wanzwa leave Stana if usina basa naye,, wakasheka ukapera kudhara

  • Share: