Paita Hondo poadcast yakanyanya DJ Ollah 7 or Dj Sparks ? 

Ndeupi ane poadcast yakanyanya DJ Ollah 7 or Dj Sparks ? 

 

Ndiani anopedza masports 

 

 

 

Sparks and Zigo ma noises makers but ollah chibabaOllar is profesional ana Sparks havageze😂Olla wekwaMadondo all the wayOlla Ane ka international taste 

 

 

 

 

Icho Chinee ghetto rocation tasteeeeeKo hanziiko nhai? Asi mashaya zvekuita hr? Murikutadza kuisawo zvirikuTrenda zvaizvezvi muchitienzanisira DJ Ollah 7 nezvinhu zvisina basa. Plus muZimbabwe Podcast ingori 1 chete.... Kuna Ollah ikoko chete. Learn from Podcast ari outside the country ndopaunoona kuti sei takapihwa Ollah 7 MuZimbabwe. Kungova naOllah 7 muZim chinhu chakakosha uye chakaisvonaka chose.DJ Sparks podcasts questions are packed with creativity 

 

 

 

 

DJ Ollah is good pa setup but questions lack depthOlla ane good podcast, Sparks ane podcast yenyama not manyama kkkkkkkkDressing haina basa kana munhu achigona anogona, Ollah anogona basa rake, kana munhu achiita chinhu tisatarise hembe ngatitarise

 

 

 

 

zvinobuda mukamwa make uye marongero nemaitiro. Nyangwe zvangu ndiri fan raollah. Umwe anogona kusadzidza uye achipfeka hembe dzemadollar asi basa achigona. Tisadzikisirane pazvipo zvinouya pakasiyana siyana. Ollah is the best anoita basa rake zvakanaka zvinehungwaru, anosakura nekuzunza.But maghetto yuts anotenga mota hombe dzakadai anozoiwana kupi mari yekuisa fuel??? Haisi bad decision here iyi???🥲😭

To be honest guys chimbotauraiwo mafungiro enyu mu comment section?? 

 

 

 

 

 

More Nyathi You got it wrong, Get international and see how other podcasts look like. Its doesn't need to be formal like News reporting. Otherwise was Sparks and Zigo are wearing is actually what everyone is wearing in their Podcasts out there in Developed Countries where that Term "Podcast" originated

  • Share: