Mabhonzo emwana akatengeserwa n'anga neR75,000 awanikwa .
Mwana we2yrs mukomana akashaikwa Nov 2024 naizvozvo police yaimutsvaga.Zvakazobatwa kuti mai vakatengesera n'anga kuti iite marituals.
Amai vemwana nen'anga vavharirwa ðŸ˜
Rest in peace nana ðŸ˜Uuuummm haaa pasi rane mazino yoweeeDai vakangonzi Life in prison sezvakaitwa mai vaKelly Smith nezuro nxcaa