Pattricia jack oti ayiitiswa dirty work na Madam Boss ...achirwisana na Mai tt ikozvino hachakwanise kuwana VISA kuti ayende kudhara rake raakawana online ... hanzi ndaneta kunanzva musuri wa Madam Boss hanzi kumira
kwandaiita navo kwaiita kut varambe vachirira iye pasina chaari kuwana in return..uye vaisamupinzawo mumba hanzi vaingoti uyu ndewekungoitisa 🤣🙌