Uyu kadzi abatikidziwa akarara nechikomba mubhedhuru make nemurume wake , Saka apa vangofungidziwa nemuridxi wemukadzi wakungodikitira tamirira hama
dzemukadzi pamwe chete nemukadzi wechikomba,I'm reporting live from Mashedhi komboniNaiye chikomba anewakewo daiyi ndirini hainetse kana asvika mukadziwakewo ndotochovha yaaitawo achiwonawo zvodhakwa
kwese zvovharana nokuti kwake hakusikuitawo chikomba zvokuba zvinonaka mwana wemupfumi anosiya nyama kumba kwavo onodya derere ku makwato kkkkk its a life gameUmmm but chikomba chinezvivindi